Nehemia 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naiɀoɀo takaʋaka ruȿiŋgo; ruȿiŋgo rwose rukaɓatanidzwa kuȿikira pahafu yokukwirira kwarwo; nokuti ʋanhu ʋakaŋga ʋaciɗa kuɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Naizvozvo takavaka rusvingo; rusvingo rwose rukabatanidzwa kusvikira pahafu yokukwirira kwarwo; nokuti vanhu vakanga vachida kubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka takavakazve rusvingo kudzamara rwose rwasvika pahafu yokukwirira kwarwo, nokuti vanhu vaishanda nemwoyo yavo yose. Viz kapitola |