Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saizvozvo takaita basa chimwe chikamu chavo chaiswera chakabipitira mapfumo kubvira mambakwedza kudzamara nyenyedzi dzabuda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Tikaɓata paɓasa saiɀoɀo; hafu yaʋo ʋaiɓata minondo kubva maŋgwanani kuȿikira nyeredzi dziciɓuɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Tikabata pabasa saizvozvo; hafu yavo vaibata kubva mangwanani kusvikira nyeredzi dzichibuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saizvozvo takaita basa chimwe chikamu chavo chaiswera chakabipitira mapfumo kubvira mambakwedza kudzamara nyenyedzi dzabuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Saizvozvo takaita basa chimwe chikamu chavo chaiswera chakabipitira mapfumo kubvira mambakwedza kudzamara nyenyedzi dzabuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Saka takafambira mberi nebasa, hafu yavarume yakabata mapfumo, kubva mambakwedza kusvikira nyeredzi dzichibuda.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy