Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Vaye vebasa rokutakura zvinhu vainge vakati uku ruoko rumwe ruri pabasa rokuvaka uku rumwe rwakabata chombo chokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋaiʋaka ruȿiŋgo, naʋaitakura mitoro, ʋaitutira; mumŋe nomumŋe wakaɓata noruʋoko rwake rumŋe paɓasa, asi norumŋe wakaŋga akaɓata nhumbi yake yokurwa nayo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vaivaka rusvingo, navaitakura mitoro, vaitutira; mumwe nomumwe wakabata noruoko rwake rumwe pabasa, asi norumwe akanga akabata nhumbi yake yokurwa nayo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Vaye vebasa rokutakura zvinhu vainge vakati uku ruoko rumwe ruri pabasa rokuvaka uku rumwe rwakabata chombo chokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Vaye vebasa rokutakura zvinhu vainge vakati uku ruoko rumwe ruri pabasa rokuvaka uku rumwe rwakabata chombo chokurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 vaivaka rusvingo. Avo vaitakura zvokuvakisa vakaita basa ravo noruoko rumwe uye rumwe ruoko vakabata chombo chokurwisa,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy