Nehemia 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuzoti kwauya vaJudha vainge vari vavakidzani navo vakatiudza kagumi kagumi vachiti, “Chero kupi nokupi zvako kwamunotendeukira vanotimukira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋaJuda ʋakaŋga ʋagere naʋo, ʋakati ʋaciȿika kwatiri, ʋacibva kunɀimbo dzose, ʋakati kwatiri kagumi: Munofanira kudzokera kwatiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vaJudha vakanga vagere navo, vakati vachisvika kwatiri, vachibva kunzvimbo dzose, vakati kwatiri kagumi, “Munofanira kudzokera kwatiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuzoti kwauya vaJudha vainge vari vavakidzani navo vakatiudza kagumi kagumi vachiti, “Chero kupi nokupi zvako kwamunotendeukira vanotimukira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kuzoti kwauya vaJudha vainge vari vavakidzani navo vakatiudza kagumi kagumi vachiti, “Chero kupi nokupi zvako kwamunotendeukira vanotimukira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo vaJudha vakanga vagere pedyo navo vakauya vakatitaurira rune gumi vachiti, “Kupi nokupi kwamuchaenda, vachauya kuzotirwisa.” Viz kapitola |