Nehemia 3:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mhizha dzezvendarama nevemhindu dzokutengesa zvinhu vaye vakagadzirawo chimbimbi chokubva pakamba kepamusoro kekukona kuya kusvikira kusuo guru reHwai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Pakati pekamuri yokumsoro pakona nesuʋo ramakwai, pakagadzirwa naʋapfuri ʋendarama naʋateŋgesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Pakati peimba yokumusoro pakona nesuo ramakwai, pakagadzirwa navapfuri vendarama navatengesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mhizha dzezvendarama nevemhindu dzokutengesa zvinhu vaye vakagadzirawo chimbimbi chokubva pakamba kepamusoro kekukona kuya kusvikira kusuo guru reHwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mhizha dzezvendarama nevemhindu dzokutengesa zvinhu vaye vakagadzirawo chimbimbi chokubva pakamba kepamusoro kekukona kuya kusvikira kusuo guru reHwai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 uye pakati peimba iri pamusoro pekona neSuo raMakwai, vapfuri vegoridhe navatengesi ndivo vakapagadzira. Viz kapitola |