Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Akagamhwawo naHaniya mwanakomana waSheremiya naHanu mwanakomana wechitanhatu waZarafu kugadziridza chimwewo chikamu. Aiteverwa naMeshuramu mwanakomana waBherekiya akagadziridzawo pakatarisana nepaaigara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Hanania mŋanakomana waSheremia, naHanuni mŋanakomana wecitanhatu waZarafi ndiʋo ʋakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda. Meshurami mŋanakomana waBerekia, wakamuteʋera pakugadzira pakatarisana nekamuri yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Hanania mwanakomana wechitatu waZarafi ndivo vakamutevera pakugadzira mumwe mupanda. Meshurami mwanakomana waBherekia, akamutevera pakugadzira pakatarisana neimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Akagamhwawo naHaniya mwanakomana waSheremiya naHanu mwanakomana wechitanhatu waZarafu kugadziridza chimwewo chikamu. Aiteverwa naMeshuramu mwanakomana waBherekiya akagadziridzawo pakatarisana nepaaigara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Akagamhwawo naHaniya mwanakomana waSheremiya naHanu mwanakomana wechitanhatu waZarafu kugadziridza chimwewo chikamu. Aiteverwa naMeshuramu mwanakomana waBherekiya akagadziridzawo pakatarisana nepaaigara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Vaimutevera, Hanania mwanakomana waSheremia naHanuni, mwanakomana wechitanhatu waZarafu, ndivo vakagadzira chimwe chikamu. Aimutevera, Meshurami mwanakomana waBherekia akagadzira pakatarisana nepaaigara.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy