Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Parari mŋanakomana waUzai wakagadzira pakatarisana nekona yoruȿiŋgo, neshoŋgwe inoɓuɗa paimba yokumsoro yamambo, iri paruʋazhe rwaʋarindi. Pedaya mŋanakomana waParoshi wakamuteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Parari mwanakomana waUzai akagadzira pakatarisana nekona yorusvingo, neshongwe inobuda paimba yokumusoro yamambo, iri paruvazhe rwavarindi. Pedhaya mwanakomana waParoshi akamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 uye Parari mwanakomana waUzia akashanda pakatarisana nepakona uye napashongwe inobuda ichibva kumuzinda wokumusoro pedyo noruvazhe rwavarindi. Aimutevera, Pedhaya mwanakomana waParoshi

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy