Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Benjamini naHashubi ndiʋo ʋakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yaʋo. Azaria mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waAnania, wakaʋateʋera pakugadzira parutiʋi rweimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Bhenjamini naHashubhi ndivo vakavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yavo. Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akavatevera pakugadzira parutivi rweimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 kwouya Bhenjamini naHashubhu, ava vakagadziridza pakanga pakatarisana nepane dzimba dzavo tevere Azariya mwanakomana waMaaseya mwanakomana waAnaniya akagadzirawo parutivi pemba yake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mumashure mavo, Bhenjamini naHashubhi vakazogadzira mberi kweimba yavo; uye aivatevera, Azaria mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waAnania, akagadzira parutivi peimba yake.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy