Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Meremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi, wakamuteʋera akagadzira mumŋe mupanda, kubva pamukoʋa weimba yaEriashibi, kuȿikira pakuguma kweimba yaEriashibi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Meremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi, akamutevera akagadzira mumwe mupanda, kubva pamukova weimba yaEriashibhi, kusvikira pakuguma kweimba yaEriashibhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Akateverwawo naMerimoti mwanakomana wokwaUriya mwanakomana waHakozi akagadziridza chimwe chidimu kutangira kumusuo wemba yaEriyashibhi kusvikirawo panoperera imba yacho yaEriyashibhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Aimutevera, ndiMeromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi, akagadzira chimwe chikamu, kubva pamusuo weimba yaEriashibhi kusvikira painoguma.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy