Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Kurutiʋi rwake Ezeri mŋanakomana waJeshua, muɓati weMizpa, wakagadzira mumŋe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yoruȿiŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Kurutivi rwake Ezeri mwanakomana waJeshua, mubati weMizipa, akagadzira mumwe mupanda, pakatarisana neimba yenhumbi dzehondo, pakona yorusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 kwouya Ezero mwanakomana waJeshua mutongi weMizipa. Ndiye akagadziridza chimwe chimbimbi chepakatarisana nokunochengeterwa zvombo zvehondo pamukwidza kana kuti kona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Aimutevera ndiEzeri mwanakomana waJeshua, mutongi weMizipa, akagadzira chimwe chikamu kubva pamukwidza wakatarisana neimba yezvombo zvehondo kusvikira pakona.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy