Nehemia 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akateverwa naSharumu mwanakomana waHaroheshi mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu kugadzira kwacho iye navakunda vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naSharumi mŋanakomana waHaroheshi, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema, iye naʋakunda ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kurutivi rwake kwakagadzirwa naSharumi mwanakomana waHaroheshi, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu, iye navakunda vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akateverwa naSharumu mwanakomana waHaroheshi mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu kugadzira kwacho iye navakunda vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akateverwa naSharumu mwanakomana waHaroheshi mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu kugadzira kwacho iye navakunda vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Sharumi mwanakomana waHaroheshi, mutongi wehafu yerimwe dunhu reJerusarema, akagadzira chikamu chaitevera achibatsirwa navanasikana vake. Viz kapitola |