Nehemia 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Marikiya mwanakomana waHarimu naHashubhu mwanakomana waPahatimoabhu vakavakazve chimwe chimbimbi chacho neNharirire yeZvoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Markia mŋanakomana waHarimi, naHashubi mŋanakomana waPahati‐moabi, ʋakagadzira rumŋe rutiʋi, neshoŋgwe yamaʋira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Marikia mwanakomana waHarimi, naHashubhi mwanakomana waPahatimoabhi, vakagadzira rumwe rutivi, neshongwe yamavira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Marikiya mwanakomana waHarimu naHashubhu mwanakomana waPahatimoabhu vakavakazve chimwe chimbimbi chacho neNharirire yeZvoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Marikiya mwanakomana waHarimu naHashubhu mwanakomana waPahatimoabhu vakavakazve chimwe chimbimbi chacho neNharirire yeZvoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Marikiya mwanakomana waHarimu naHashubhi mwanakomana waPahati-Moabhu vakagadzira chimwe chikamu uye neShongwe yeMahovhoni. Viz kapitola |