Nehemia 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jedhaya mwanakomana waHarumafu ndiye akagadzira mberi kwavo pakanangana nepamba pake. Ndokuteverwawo naHatushi mwanakomana waHashabhuneya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naJedaya mŋanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHatushi mŋanakomana waHashabeneya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naJedhaya mwanakomana waHarumafi, pakatarisana neimba yake. Kurutivi rwake kwakagadzirwa naHatushi mwanakomana waHashabheneya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jedhaya mwanakomana waHarumafu ndiye akagadzira mberi kwavo pakanangana nepamba pake. Ndokuteverwawo naHatushi mwanakomana waHashabhuneya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jedhaya mwanakomana waHarumafu ndiye akagadzira mberi kwavo pakanangana nepamba pake. Ndokuteverwawo naHatushi mwanakomana waHashabhuneya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pakabatana navo, Jedhaya mwanakomana waHarumafi akagadzira chikamu chakatarisana neimba yake, uye Hatushi mwanakomana waHashabheneya akagadzira chikamu chaitevera. Viz kapitola |