Nehemia 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo mambo akati kwandiri: Unokumbireiko? Ɀino ndikanyeŋgetera kunaMŋari wokuɗeŋga, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo mambo akati kwandiri, “Unokumbireiko?” Zvino ndikanyengetera kuna Mwari wokudenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambo akanditi, “Chichemo chako ipapa ndechei?” Ini ndakati namatei zvangu kuna Mwari Wedenga, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mambo akati kwandiri, “Chii chauri kuda?” Ipapo ndakanyengetera kuna Mwari wokudenga, Viz kapitola |