Nehemia 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ndakaraira ʋakanatsa makamuri; ndikadzosera’mo ɀe midziyo yeimba yaMŋari, pamŋe cete neɀipiriso ɀoʋupfu neɀinonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo ndakaraira vakanatsa makamuri; ndikadzoseramozve midziyo yeimba yaMwari, pamwechete nezvipiriso zvoupfu nezvinonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndakarayira kuti makamuri acheneswe, ndokubva ndadzorera imomo midziyo yose yeimba yaMwari, pamwe chete nezvipiriso zvezviyo nezvinonhuhwira. Viz kapitola |