Nehemia 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ndikaȿika Jerusarema, ndikanzwa ɀakaipa ɀakaŋga ɀaitwa naEriashibi kuti wakaŋga agadzirira Tobia kamuri paruʋazhe rweimba yaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 ndikasvika Jerusaremu, ndikanzwa zvakaipa zvakanga zvaitwa naEriashibhi, kuti wakanga agadzirira Tobhia kamuri paruvazhe rweimba yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 ndokubva ndadzokera kuJerusaremu. Ndopandakachizoziva uipi hwakanga hwaitwa naEriyashibhu hokugadzirira Tobhiya imba munhandare dzemba yaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 ndokudzokera kuJerusarema. Ipapo ndakanzwa pamusoro pechinhu chakaipa chakanga chaitwa naEriashibhi chokuti akagadzirira Tobhia kamuri muruvazhe rweimba yaMwari. Viz kapitola |