Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paiitika zvose izvozvi, ini ndakanga ndisiri muJerusaremu, nokuti mugore ramakumi matatu nechipiri rokutonga kwaAtakizesesi, mambo weBhabhironi ndakaenda kwamambo iyeyo. Kwati perei mazuva akati kuti ndakakumbira mambo kuti ndichimbosuduruka zvangu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi neŋguʋa iyo yose ini ndakaŋga ndisi’po paJerusarema; nokuti negore ramakumi matatu namaʋiri raArtashasta mambo weBabironi, ini ndakaenda kunamambo; ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura ndikakumbira kunamambo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAritashasita mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paiitika zvose izvozvi, ini ndakanga ndisiri muJerusaremu, nokuti mugore ramakumi matatu nechipiri rokutonga kwaAtakizesesi, mambo weBhabhironi ndakaenda kwamambo iyeyo. Kwati perei mazuva akati kuti ndakakumbira mambo kuti ndichimbosuduruka zvangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi pazvaiitika zvose izvi, ndakanga ndisiri muJerusarema, nokuti mugore ramakumi matatu namaviri raAtazekisesi mambo weBhabhironi ndakanga ndadzokera kuna mambo. Mushure menguva yakati kuti ndakakumbira mvumo

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 13:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy