Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 13:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mumwe wavana vaJoyadha mwanakomana waEriyashibhu mupristi mukuru akanga achitova zvake mukuwasha waSanibharati muHoroni. Naizvozvo ndakamudzinga pandiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino mumŋe waʋanakomana ʋaJoyada mŋanakomana waEriashibi muprista mukuru, wakaŋga ari mukwambo waSanbarati muHoroni; saka ndakamudziŋga abve kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino mumwe wavanakomana vaJoyadha mwanakomana waEriashibhi mupristi mukuru, akanga ari mukwambo waSanibharati muHoroni; saka ndakamudzinga abve kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mumwe wavana vaJoyadha mwanakomana waEriyashibhu mupristi mukuru akanga achitova zvake mukuwasha waSanibharati muHoroni. Naizvozvo ndakamudzinga pandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mumwe wavana vaJoyadha mwanakomana waEriyashibhu mupristi mukuru akanga achitova zvake mukuwasha waSanibharati muHoroni. Naizvozvo ndakamudzinga pandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mumwe wavanakomana vaJoyadha mwanakomana waEriashibhi muprista mukuru akanga ari mukuwasha waSanibharati muHoroni. Zvino ndakamudzingira kure neni.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 13:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy