Nehemia 13:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tinzwe here zvakare kuti, imiwo mavakuita zvinhu zvakaipa zvikadai! Hamuchatendeki kuna Mwari wedu nokuroora kwamava kuita vakadzi vechirudzika imi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ko ɀino tiŋgakutererai kuti muite cinhu ici cakaipa cikuru, mutadzire Mŋari weɗu muciwana ʋakadzi ʋatorwa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ko zvino tingakuteererai kuti muite chinhu ichi chakaipa chikuru, mutadzire Mwari wedu muchiwana vakadzi vatorwa here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tinzwe here zvakare kuti, imiwo mavakuita zvinhu zvakaipa zvikadai! Hamuchatendeki kuna Mwari wedu nokuroora kwamava kuita vakadzi vechirudzika imi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tinzwe here zvakare kuti, imiwo mavakuita zvinhu zvakaipa zvikadai! Hamuchatendeki kuna Mwari wedu nokuroora kwamava kuita vakadzi vechirudzika imi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ko, isu zvino tingazvinzwawo here kuti nemiwo zvakare muri kuita zvinhu zvakaipa kudai uye kuti hamuna kutendeka kuna Mwari wedu, muchiwana vakadzi vatorwa?” Viz kapitola |