Nehemia 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndakavatsiura ndikavarengerera rushambwa ndikarova vamwe varume pakati pavo, ndikavadzura vhudzi. Ndakaita kuti vapike mhiko muzita raMwari yokuti, “Hamufaniri kuroodza vanasikana venyu kuvanakomana vavo kana kuzviroorera imi pachenyu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndikaita nharo naʋo, ndikaʋatuka, ndikaroʋa ʋamŋe ʋaʋo, ndikataʋura vudzi raʋo, ndikaʋapikisa naMŋari, ndiciti: Hamufaniri kupa ʋanakomana ʋaʋo ʋakunda ʋenyu, kana kutorera ʋanakomana ʋenyu ʋakunda ʋaʋo, kunyaŋge nemi ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ndikaita nharo navo, ndikavatuka, ndikarova vamwe vavo, ndikataura vhudzi ravo, ndikavapikisa naMwari, ndichiti, “Hamufaniri kupa vanakomana vavo vakunda venyu, kana kutorera vanakomana venyu vakunda vavo, kunyange nemiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndakavatsiura ndikavarengerera rushambwa ndikarova vamwe varume pakati pavo, ndikavadzura vhudzi. Ndakaita kuti vapike mhiko muzita raMwari yokuti, “Hamufaniri kuroodza vanasikana venyu kuvanakomana vavo kana kuzviroorera imi pachenyu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndakavatsiura ndikavarengerera rushambwa ndikarova vamwe varume pakati pavo, ndikavadzura vhudzi. Ndakaita kuti vapike mhiko muzita raMwari yokuti, “Hamufaniri kuroodza vanasikana venyu kuvanakomana vavo kana kuzviroorera imi pachenyu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ndakavatsiura ndikavatuka. Ndakarova vamwe varume uye ndikadzura bvudzi ravo. Ndakaita kuti vapike nezita raMwari uye ndikati kwavari, “Hamufaniri kupa vanasikana venyu kuti vawanikwe navanakomana vavo, kana kuzvitorera imi. Viz kapitola |