Nehemia 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakati kwava kuda kusvipa, pamisuo mikuru yeJerusaremu, Sabata ravakusvika ndakatiwo misuo inofanira kuzarirwa; ndikati haifaniri kuzarurwa kusvikira Sabata rapera. Ndakapa vamwe vashandi vangu basa rokuchengetedza pamisuo mikuru kuitira kuti pasave nezvinhu zvinotakurwa zvichipindwa nazvo pamusi weSabata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino pamasuʋo eJerusarema pakati poȿiɓa, saɓata risati raȿika, ndakaraira kuti mikoʋa ipfigwe, ndikaraira kuti irege kuzarurwa ɀe kuȿikira saɓata rapfuʋura; ndikaisa ʋamŋe ʋaranda ʋaŋgu pamasuʋo, kuti mitoro irege kupinzwa pazuʋa resaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino pamasuo eJerusaremu pakati posviba, Sabata risati rasvika, ndakaraira kuti mikova ipfigwe, ndikaraira kuti irege kuzarurwazve kusvikira Sabata rapfuura; ndikaisa vamwe varanda vangu pamasuo, kuti mitoro irege kupinzwa pazuva reSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakati kwava kuda kusvipa, pamisuo mikuru yeJerusaremu, Sabata ravakusvika ndakatiwo misuo inofanira kuzarirwa; ndikati haifaniri kuzarurwa kusvikira Sabata rapera. Ndakapa vamwe vashandi vangu basa rokuchengetedza pamisuo mikuru kuitira kuti pasave nezvinhu zvinotakurwa zvichipindwa nazvo pamusi weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwakati kwava kuda kusvipa, pamisuo mikuru yeJerusaremu, Sabata ravakusvika ndakatiwo misuo inofanira kuzarirwa; ndikati haifaniri kuzarurwa kusvikira Sabata rapera. Ndakapa vamwe vashandi vangu basa rokuchengetedza pamisuo mikuru kuitira kuti pasave nezvinhu zvinotakurwa zvichipindwa nazvo pamusi weSabata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino mimvuri yezuva rovira yakati yafukidza masuo eJerusarema, Sabata risati rasvika, ndakarayira kuti mikova ipfigwe uye kuti isazarurwa kusvikira Sabata rapfuura. Ndakaisa vamwe vavaranda vangu pamasuo kuti kurege kuva nomutoro ungauyiswa mukati nomusi weSabata. Viz kapitola |