Nehemia 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari wangu ndiyeukeiwo pane zvizvi murege kupfudza zvandakaita zvakanaka zvandakaitira imba yaMwari wangu nebasa rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Cindiraŋgarirai henyu, Mŋari waŋgu, pamsoro paiɀoɀo; regai henyu kupisika maɓasa aŋgu akanaka andakaitira imba yaMŋari waŋgu neɀaifanira kuitwa mairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Chindirangarirai henyu, Mwari wangu, pamusoro paizvozvo; regai henyu kupikisa mabasa angu akanaka andakaitira imba yaMwari wangu nezvaifanira kuitwa mairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari wangu ndiyeukeiwo pane zvizvi murege kupfudza zvandakaita zvakanaka zvandakaitira imba yaMwari wangu nebasa rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari wangu ndiyeukeiwo pane zvizvi murege kupfudza zvandakaita zvakanaka zvandakaitira imba yaMwari wangu nebasa rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Haiwa Mwari wangu, ndirangarireiwo nokuda kwaizvozvi, uye musadzima zvandakaita nokutendeka kuimba yaMwari wangu, neshumiro yayo. Viz kapitola |