Nehemia 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakasarudza vanhu vandakapa basa rousahomwe ava vanoti: mupristi Sheremiya naZadhoki nyanzvi yomutemo naPedhaya muRevhi. Mutevedzeri wavo aiva Hanani mwanakomana waZakuri mwanakomana wokwaMataniya nokuti vaizivikanwa kuti vanhu vakatendeka. Basa ravo raiva rokugovera zvinhu kuhama dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikaisa paɀiʋigiro ʋaceŋgeti ʋefuma, Sheremia muprista, naZadoki munyori, naʋaʋaRevi, Pedaya; ʋaciɓatsirwa naHanani mŋanakomana waZakuri, mŋanakomana waMatania; nokuti ʋakaŋga ʋacinzi ʋakatendeka; ɓasa raʋo rakaŋga riri rokupa hama dzaʋo mugoʋe waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikaisa pazvivigiro vachengeti vepfuma, Sheremia mupristi, naZadhoki munyori, navavaRevhi, Pedhaya; vachibatsirwa naHanani, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waMatania; nokuti vakanga vachinzi vakatendeka; basa ravo rakanga riri rokupa hama dzavo mugove wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakasarudza vanhu vandakapa basa rousahomwe ava vanoti: mupristi Sheremiya naZadhoki nyanzvi yomutemo naPedhaya muRevhi. Mutevedzeri wavo aiva Hanani mwanakomana waZakuri mwanakomana wokwaMataniya nokuti vaizivikanwa kuti vanhu vakatendeka. Basa ravo raiva rokugovera zvinhu kuhama dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakasarudza vanhu vandakapa basa rousahomwe ava vanoti: mupristi Sheremiya naZadhoki nyanzvi yomutemo naPedhaya muRevhi. Mutevedzeri wavo aiva Hanani mwanakomana waZakuri mwanakomana wokwaMataniya nokuti vaizivikanwa kuti vanhu vakatendeka. Basa ravo raiva rokugovera zvinhu kuhama dzavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndakaisa Sheremia muprista, Zadhoki munyori, nomuRevhi ainzi Pedhaya kuti vave vatariri vamatura uye ndikaita kuti Hanania, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waMatania, ave mubatsiri wavo, nokuti varume ava vakaonekwa kuti vaiva vakavimbika. Vaiva nebasa rokugovera hama dzavo migove yavo. Viz kapitola |