Nehemia 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokudaro ndakapopotera vakuru vakuru ndichivabvunza kuti, “Ko imba yaMwari yavakushairwa hanya kudai seiko?” Ndokubva ndaunganidza vaRevhi ndikavaisa panzvimbo dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ndakaita nharo naʋatariri, ndikati: Imba yaMŋari yasiyirweiko? Ndikaʋakokera, ndikaʋadzosera ɀe panɀimbo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo ndakaita nharo navatariri, ndikati, “Imba yaMwari yasiyirweiko?” Ndikavakokera, ndikavadzoserazve panzvimbo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokudaro ndakapopotera vakuru vakuru ndichivabvunza kuti, “Ko imba yaMwari yavakushairwa hanya kudai seiko?” Ndokubva ndaunganidza vaRevhi ndikavaisa panzvimbo dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nokudaro ndakapopotera vakuru vakuru ndichivabvunza kuti, “Ko imba yaMwari yavakushairwa hanya kudai seiko?” Ndokubva ndaunganidza vaRevhi ndikavaisa panzvimbo dzavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka ndakatsiura vabati ndikavabvunza ndikati, “Imba yaMwari yashayirwa hanya neiko?” Ipapo ndakavaunganidza pamwe chete ndikavadzosera kunzvimbo dzavo. Viz kapitola |