Nehemia 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chimwewo chandakaona ndechokuti, vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo zvokuti vaRevhi navaimbi vanoita basa vakanga vatotizira kuminda yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndikaʋona kuti ʋaRevi ʋakaŋga ʋasina‐kupiwa migoʋe yaʋo; naiɀoɀo ʋaRevi naʋaimbi, ʋaiɓate‐ɓasa, ʋakaŋga ʋatizira mumŋe nomumŋe kumunda wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ndikaona kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo; naizvozvo vaRevhi navaimbi, vaibata basa, vakanga vatizira mumwe nomumwe kumunda wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chimwewo chandakaona ndechokuti, vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo zvokuti vaRevhi navaimbi vanoita basa vakanga vatotizira kuminda yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Chimwewo chandakaona ndechokuti, vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo zvokuti vaRevhi navaimbi vanoita basa vakanga vatotizira kuminda yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndakaonawo kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo, uye kuti vaRevhi vose navaimbi vaiva nebasa rokushumira vakanga vadzokera kuminda yavo. Viz kapitola |