Nehemia 13:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino nezuʋa iro ʋakaraʋa mubuku yaMosesi, ʋanhu ʋose ʋaciɀinzwa, ʋakawana makanyorwa, kuti ʋaMoabi naʋaAmoni haʋafaniri kupinda paʋuŋgano yaMŋari nokusiŋgaperi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMosesi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva iroro Bhuku raMozisi rakaverengwa nenzwi guru vanhu vachizvinzwa uye zvakawanikwa zvakanyorwa kuti muAmoni nomuMoabhu havabvumirwi kupinda muungano yaMwari, Viz kapitola |