Nehemia 12:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Isiraeri yose mumazuva aZerubhabhero nomumazuva aNehemiya vanhu, vaibvisa mugove wokupa vaimbi navachengetedzi vepamisuo mikuru, vaibvisawo zvevaRevhi, vaRevhiwo vachibvisawo chikamu chaifanirwa kupiwawo kuvanakomana vokwaAroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ɀino ʋaIsraeri ʋose pamazuʋa aZerubaberi, napamazuʋa aNehemia, ʋaipa ʋaimbi naʋarindi ʋemikoʋa migoʋe yaʋo, yakaɗikanwa zuʋa rimŋe nerimŋe; iʋo ʋaitsaurira ʋaRevi, ʋuye ʋaRevi ʋaitsaurira ʋanakomana ʋaAroni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Zvino vaIsiraeri vose pamazuva aZerubhabheri, napamazuva aNehemiya, vaipa vaimbi navarindi vemikova migove yavo, yakadikanwa zuva rimwe nerimwe; ivo vaitsaurira vaRevhi, uye vaRevhi vaitsaurira vanakomana vaAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Isiraeri yose mumazuva aZerubhabhero nomumazuva aNehemiya vanhu, vaibvisa mugove wokupa vaimbi navachengetedzi vepamisuo mikuru, vaibvisawo zvevaRevhi, vaRevhiwo vachibvisawo chikamu chaifanirwa kupiwawo kuvanakomana vokwaAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Isiraeri yose mumazuva aZerubhabhero nomumazuva aNehemiya vanhu, vaibvisa mugove wokupa vaimbi navachengetedzi vepamisuo mikuru, vaibvisawo zvevaRevhi, vaRevhiwo vachibvisawo chikamu chaifanirwa kupiwawo kuvanakomana vokwaAroni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Saka mumazuva aZerubhabheri naNehemia, vaIsraeri vose vaipa migove yezuva nezuva kuvaimbi navachengeti vamasuo. Vakatsaurawo mugove wavamwe vaRevhi, uye vaRevhi vaitsaurawo mugove wezvizvarwa zvaAroni. Viz kapitola |