Nehemia 12:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pazuva iroro vamwe varume vakaiswa pabasa rokuona nezvedzimba dzokuchengetera zvinhu izvi zvinoti: mipiro nemichero yokutanga nezvegumi. Ndivo vaiva nebasa rokuunganidzamo migove yainzi nomutemo ive yavapristi nevaRevhi zvichibva muminda yomumaguta pamusana pokuti Judha yaifarira vapristi nevaRevhi vaishandamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Pazuʋa iro ʋarume ʋakagadzwa kutarira makamuri efuma, neɀipiriso ɀinotsaurwa, neɀitȿa, neɀegumi, kuti ʋaʋuŋganidzire’mo migoʋe yaʋaprista neyaʋaRevi yakaŋga yakatarwa nomurau, kuti itorwe paruwa rwamaguta; nokuti ʋaJuda ʋakafarira ʋaprista naʋaRevi ʋaishumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Pazuva iro varume vakagadzwa kutarira makamuri epfuma, nezvipiriso zvinotsaurwa, nezvitsva, nezvegumi, kuti vaunganidziremo migove yavapristi neyavaRevhi yakanga yakatarwa nomurau, kuti itorwe paruwa rwamaguta; nokuti vaJudha vakafarira vapristi navaRevhi vaishumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pazuva iroro vamwe varume vakaiswa pabasa rokuona nezvedzimba dzokuchengetera zvinhu izvi zvinoti: mipiro nemichero yokutanga nezvegumi. Ndivo vaiva nebasa rokuunganidzamo migove yainzi nomutemo ive yavapristi nevaRevhi zvichibva muminda yomumaguta pamusana pokuti Judha yaifarira vapristi nevaRevhi vaishandamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pazuva iroro vamwe varume vakaiswa pabasa rokuona nezvedzimba dzokuchengetera zvinhu izvi zvinoti: mipiro nemichero yokutanga nezvegumi. Ndivo vaiva nebasa rokuunganidzamo migove yainzi nomutemo ive yavapristi nevaRevhi zvichibva muminda yomumaguta pamusana pokuti Judha yaifarira vapristi nevaRevhi vaishandamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Panguva iyoyo varume vakagadzwa kuva vatariri vamatura okuvigira zvaiunganidzwa, uye zvibereko zvokutanga nezvegumi. Vaifanira kuuya nezvaibva muminda yakapoteredza maguta kumatura okuvigira migove yakatarirwa vaprista navaRevhi nomurayiro, nokuti Judha yakafadzwa navaprista navaRevhi vaishumira. Viz kapitola |