Nehemia 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakapira zvibayiro zvikuru musi iwoyo vakafara zvikuru kwazvo nokuti Mwari akanga aita kuti vafare chaizvo zvokufara zviya. Vakadzi navana vakazofarawo. Kufara kweJerusaremu kukanzwika kure kure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ʋakaɓayira ɀiɓayiro ɀikuru nezuʋa iro, ʋakafara; nokuti Mŋari wakaŋga aʋafadza nomufaro mukuru; naʋakadzi ʋo naʋana ʋakafara; naiɀoɀo mufaro weJerusarema wakanzwika kure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Vakabayira zvibayiro zvikuru nezuva iro, vakafara; nokuti Mwari akanga avafadza nomufaro mukuru; navakadziwo navana vakafara; naizvozvo mufaro weJerusaremu wakanzwika kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakapira zvibayiro zvikuru musi iwoyo vakafara zvikuru kwazvo nokuti Mwari akanga aita kuti vafare chaizvo zvokufara zviya. Vakadzi navana vakazofarawo. Kufara kweJerusaremu kukanzwika kure kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vakapira zvibayiro zvikuru musi iwoyo vakafara zvikuru kwazvo nokuti Mwari akanga aita kuti vafare chaizvo zvokufara zviya. Vakadzi navana vakazofarawo. Kufara kweJerusaremu kukanzwika kure kure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Pazuva iro vakabayira zvibayiro zvikuru, vachifara nokuti Mwari akanga avapa mufaro mukuru. Vakadzi navana vakafarawo. Maungira omufaro waiva muJerusarema akanzwika kure kwazvo. Viz kapitola |