Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 kwozouyawo Maaseya naShemaya naEreazaru naUzi naJehoHanani naMarikiya naEramu naEzero. Vaimbi vakaimba zvokunzwika zviye vachitungamirirwa naJezirahiya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 naMaaseya, naShemaya, naEreazari, naUzi, naJehohanani, naMarkija, naErami, naEzeri. Ʋaimbi ʋakaimbisa kwaɀo, ʋanaJezrahia mutariri waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 naMaaseya, naShemaya, naEreazari, naUzi, naJehohanani, naMarikija, naErami, naEzeri. Vaimbi vakaimbisa kwazvo, vana Jezirahia mutariri wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 kwozouyawo Maaseya naShemaya naEreazaru naUzi naJehoHanani naMarikiya naEramu naEzero. Vaimbi vakaimba zvokunzwika zviye vachitungamirirwa naJezirahiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 kwozouyawo Maaseya naShemaya naEreazaru naUzi naJehoHanani naMarikiya naEramu naEzero. Vaimbi vakaimba zvokunzwika zviye vachitungamirirwa naJezirahiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 uyewo Maaseya, Shemaya, Ereazari, Uzi Jehonani, Marikiya, Eramu naEzeri. Vaimbi vakaimba vachitungamirirwa naJezirahia.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy