Nehemia 12:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Nokudaro mapoka maviri aye okutenda Mwari, akamira mumba maMwari, izvozvo ndakanga ndine chimwe chikamu chavakuru vakuru Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Mapoka maʋiri aʋaʋoŋgi ʋakamira saiɀoɀo paimba yaMŋari, neni nehafu yaʋatariri, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Mapoka maviri avavongi vakamira saizvozvo paimba yaMwari, neni nehafu yavatariri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Nokudaro mapoka maviri aye okutenda Mwari, akamira mumba maMwari, izvozvo ndakanga ndine chimwe chikamu chavakuru vakuru Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Nokudaro mapoka maviri aye okutenda Mwari, akamira mumba maMwari, izvozvo ndakanga ndine chimwe chikamu chavakuru vakuru Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Naizvozvo mapoka maviri avavongi akamira muimba yaMwari, neni ndikaita saizvozvo, pamwe chete nehafu yavabati, Viz kapitola |