Nehemia 12:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kusuo guru reChisipiti, vakati tande kuenda vakananga kumberi kwavo vachikwidza napamadanho rapaGuta raDhavhidhi pamukwidza worusvingo nechepamusoro pemba yaDhavhidhi vachienda kusuo guru rokuMvura kumabvazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 ʋakafamba napasuʋo retsime, ʋakarurama, ndokukwira namatano eguta raDavidi, pamukwidzwa woruȿiŋgo, pamsoro peimba yaDavidi, kuȿikira pasuʋo remvura, kumabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 vakafamba napasuo retsime, vakarurama, ndokukwira namatano eguta raDhavhidhi, pamukwidzwa worusvingo, pamusoro peimba yaDhavhidhi, kusvikira pasuo remvura, kumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kusuo guru reChisipiti, vakati tande kuenda vakananga kumberi kwavo vachikwidza napamadanho rapaGuta raDhavhidhi pamukwidza worusvingo nechepamusoro pemba yaDhavhidhi vachienda kusuo guru rokuMvura kumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kusuo guru reChisipiti, vakati tande kuenda vakananga kumberi kwavo vachikwidza napamadanho rapaGuta raDhavhidhi pamukwidza worusvingo nechepamusoro pemba yaDhavhidhi vachienda kusuo guru rokuMvura kumabvazuva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakafamba napaSuo reTsime vakarurama kumatanho eGuta raDhavhidhi napamukwidza wokurusvingo uye vakapfuura napamusoro peimba yaDhavhidhi vakananga kuSuo reMvura kumabvazuva. Viz kapitola |