Nehemia 12:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nehama dzake dzomumba dzinoti: Shemaya naAzareri naMirarai naGirarai naMaai naNetaneri naJudha naHanani. Vaine zvokuimbisa zvinoridzwa zviya zvaDhavhidhi munhu waMwari, Ezira nyanzvi yomutemo iya, ndiye aivatungamirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 nehama dzake: Shemaya, naAzareri, naMirarai, naGirarai, naMaai, naNetaneri, naJuda, naHanani ʋaneɀokuridza ɀaDavidi munhu waMŋari; Ezra munyori wakaŋga ari pamberi paʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 nehama dzake: Shemaya, naAzareri, naMirarai, naGirarai, naMaai, naNetaneri, naJudha, naHanani vane zvokuridza zvaDhavhidhi munhu waMwari; Ezira, munyori akanga ari pamberi pavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nehama dzake dzomumba dzinoti: Shemaya naAzareri naMirarai naGirarai naMaai naNetaneri naJudha naHanani. Vaine zvokuimbisa zvinoridzwa zviya zvaDhavhidhi munhu waMwari, Ezira nyanzvi yomutemo iya, ndiye aivatungamirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 nehama dzake dzomumba dzinoti: Shemaya naAzareri naMirarai naGirarai naMaai naNetaneri naJudha naHanani. Vaine zvokuimbisa zvinoridzwa zviya zvaDhavhidhi munhu waMwari, Ezira nyanzvi yomutemo iya, ndiye aivatungamirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 nehama dzake vanaShemaya, Azareri, Mirarai, Girarai, Maai, Nataneri, Judha naHanani nemidziyo yokuimbisa yakarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari. Ezira munyori akavatungamirira ari pamberi. Viz kapitola |