Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 nevamwe vanakomana vevapristi vaine mabhosvo ava vanoti: Zekariya mwanakomana waJonatani Jonatani mwana waShemaya Shemaya ari mwana waMataniya Mataniya ariwo mwana waMikaya Mikaya akaberekwa naZakuri Zakuri aberekwa naAsafu

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 naʋamŋe ʋanakomana ʋaʋaprista ʋanehwamanda: Zekaria mŋanakomana waJonatani, mŋanakomana waShemaya, mŋanakomana waMatania, mŋanakomana waMikaya, mŋanakomana waZakuri, mŋanakomana waAsafi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 navamwe vanakomana vavapristi vane hwamanda. Zekariya, mwanakomana waJonatani, mwanakomana waShemaya, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMikaya, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waAsafi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 nevamwe vanakomana vevapristi vaine mabhosvo ava vanoti: Zekariya mwanakomana waJonatani Jonatani mwana waShemaya Shemaya ari mwana waMataniya Mataniya ariwo mwana waMikaya Mikaya akaberekwa naZakuri Zakuri aberekwa naAsafu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 nevamwe vanakomana vevapristi vaine mabhosvo ava vanoti: Zekariya mwanakomana waJonatani Jonatani mwana waShemaya Shemaya ari mwana waMataniya Mataniya ariwo mwana waMikaya Mikaya akaberekwa naZakuri Zakuri aberekwa naAsafu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 pamwe chete navamwe vaprista vaiva nehwamanda, uyewo naZekaria mwanakomana waJonatani, mwanakomana waShemaya, mwanakomana waMatania, mwanakomana waMikaya, mwanakomana waZakuri, mwanakomana waAsafi,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy