Nehemia 12:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ndakazokwidza machinda emaJudha umu parusvingo ndikasarudza mapoka maviri evanhu vakuru vaiva vari vokuzotenda Mwari vakaita dungwerungwe kuenda. Rimwe boka rakaenda kurudyi kwacho riri pamusoro porusvingo ipapo rakananga kusuo guru rokuMarara Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ipapo ndakakwidza macinda aʋaJuda pamsoro poruȿiŋgo, ndikaraira mapoka makuru maʋiri ʋakaʋoŋga ʋacifamba ʋakaita muɗuŋgwe; rimŋe rakafamba kurutiʋi rworudyi pamsoro poruȿiŋgo, ʋacienda kusuʋo ramarara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ipapo ndakakwidza machinda avaJudha pamusoro porusvingo, ndikaraira mapoka makuru maviri vakavonga vachifamba vakaita mudungwe; rimwe rakafamba kurutivi rworudyi pamusoro porusvingo, vachienda kusuo ramarara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ndakazokwidza machinda emaJudha umu parusvingo ndikasarudza mapoka maviri evanhu vakuru vaiva vari vokuzotenda Mwari vakaita dungwerungwe kuenda. Rimwe boka rakaenda kurudyi kwacho riri pamusoro porusvingo ipapo rakananga kusuo guru rokuMarara Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ndakazokwidza machinda emaJudha umu parusvingo ndikasarudza mapoka maviri evanhu vakuru vaiva vari vokuzotenda Mwari vakaita dungwerungwe kuenda. Rimwe boka rakaenda kurudyi kwacho riri pamusoro porusvingo ipapo rakananga kusuo guru rokuMarara Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo ndakakwidza vatungamiri vavaJudha pamusoro porusvingo. Ndakarayirawo mapoka makuru maviri avaimbi kuti vavonge vachifamba mumudungwe. Rimwe boka rakafamba pamusoro porusvingo kurudyi, rakananga kuMukova weNdove. Viz kapitola |