Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Vapristi nevaRevhi vakazvichenura vakabva vachenurawo vanhu nemisuo mikuru norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ʋaprista naʋaRevi ʋakaɀinatsa, ndokunatsa ʋo ʋanhu, namasuʋo, noruȿiŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino vapristi navaRevhi vakazvinatsa, ndokunatsawo vanhu, namasuo, norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Vapristi nevaRevhi vakazvichenura vakabva vachenurawo vanhu nemisuo mikuru norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Vapristi nevaRevhi vakazvichenura vakabva vachenurawo vanhu nemisuo mikuru norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zvino vaprista navaRevhi vakati vazvinatsa, vakanatsawo vanhu, mikova norusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy