Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 nevaibvawo kuBhetigirigari nokuruwa rweGebha nokuAzimavheti. Chakanga chavepo ndechokuti, vaimbi vakanga vazvivakira misha munharaunda yeJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 napaBeti‐girgari, naparuwa rweGeba neAzmaveti; nokuti ʋaimbi ʋakaŋga ʋaɀiʋakira misha pamatiʋi ose eJerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 napaBhetigirigari, naparuwa rweGebha neAzimavheti; nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha pamativi ose eJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 nevaibvawo kuBhetigirigari nokuruwa rweGebha nokuAzimavheti. Chakanga chavepo ndechokuti, vaimbi vakanga vazvivakira misha munharaunda yeJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 nevaibvawo kuBhetigirigari nokuruwa rweGebha nokuAzimavheti. Chakanga chavepo ndechokuti, vaimbi vakanga vazvivakira misha munharaunda yeJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 nokuBheti Girigari uye kubva munzvimbo yeGebha neAzimavheti, nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha vakapoteredza Jerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy