Nehemia 12:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Vanakomana vevaimbi vakaungana pamwechete vachibva munharaunda yeJerusaremu nokumisha yevanhu vokuNetofa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋanakomana ʋaʋaimbi ʋakaʋuŋgana pamŋe cete ʋacibva kumapani akapoteredza Jerusarema, nokumisha yaʋaNetofati; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Vanakomana vavaimbi vakaungana pamwechete vachibva kumapani akapoteredza Jerusaremu, nokumisha yavaNetofati; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Vanakomana vevaimbi vakaungana pamwechete vachibva munharaunda yeJerusaremu nokumisha yevanhu vokuNetofa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Vanakomana vevaimbi vakaungana pamwechete vachibva munharaunda yeJerusaremu nokumisha yevanhu vokuNetofa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vaimbi vakaunganidzwa pamwe chete kubva kumatunhu akapoteredza Jerusarema, nokumisha yavaNetofati; Viz kapitola |