Nehemia 12:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakuteketererwa kuna Mwari kwakaitwa rusvingo rweJerusaremu, vakakokorodza vaRevhi kunzvimbo dzavo dzose vachiunza muJerusaremu kuzopembera nokufarira kuteketerera kuna Mwari ikoku vachimutenda vachiimba vaine makwakwakwa outare namadimbwa nezvipendhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino pakutsaurira kwaʋo Jehova ruȿiŋgo rweJerusarema, ʋakandotȿaka ʋaRevi pose paʋakaŋga ʋagere, ʋakaʋuya naʋo Jerusarema, kuti ʋatsaure nomufaro, nokuʋoŋga nokuimba, nokuridza makandira nemiteŋgeranwa nembira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino pakutsaurira kwavo Jehovha rusvingo rweJerusaremu, vakandotsvaka vaRevhi pose pavakanga vagere, vakauya navo Jerusaremu, kuti vatsaure nomufaro, nokuvonga nokuimba, nokuridza makandira nemitengeranwa nembira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakuteketererwa kuna Mwari kwakaitwa rusvingo rweJerusaremu, vakakokorodza vaRevhi kunzvimbo dzavo dzose vachiunza muJerusaremu kuzopembera nokufarira kuteketerera kuna Mwari ikoku vachimutenda vachiimba vaine makwakwakwa outare namadimbwa nezvipendhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakuteketererwa kuna Mwari kwakaitwa rusvingo rweJerusaremu, vakakokorodza vaRevhi kunzvimbo dzavo dzose vachiunza muJerusaremu kuzopembera nokufarira kuteketerera kuna Mwari ikoku vachimutenda vachiimba vaine makwakwakwa outare namadimbwa nezvipendhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino pakukumikidzwa kworusvingo rweJerusarema, vaRevhi vakatsvakwa kwavaigara vakauyiswa kuJerusarema kuzopemberera kukumikidzwa uku nomufaro, nenziyo dzokuvonga, uye nokuimba, vachiridza makandira, mitengeranwa nembira. Viz kapitola |