Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ivava ava vaivepo mumazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, Jeshua mwanakomana waJozadhaki nomumazuva aNehemiya gavhuna neemupristi Ezira nyanzvi yomutemo iya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ndiʋo ʋakaŋga ʋari’po pamazuʋa aJoyakimi mŋanakomana waJeshua, mŋanakomana waJozadaki, napamazuʋa aNehemia muɓati, nomuprista Ezra munyori.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Ndivo vakanga varipo pamazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki, napamazuva aNehemiya mubati, nomupristi Ezira munyori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ivava ava vaivepo mumazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, Jeshua mwanakomana waJozadhaki nomumazuva aNehemiya gavhuna neemupristi Ezira nyanzvi yomutemo iya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ivava ava vaivepo mumazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, Jeshua mwanakomana waJozadhaki nomumazuva aNehemiya gavhuna neemupristi Ezira nyanzvi yomutemo iya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vakashumira pamazuva aJehoyakimi mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki, nomumazuva aNehemia mubati naEzira muprista nomunyori.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy