Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mataniya naBhakibhukiya naObhadhiya naMeshuramu naTarimoni naAkubhu vaiva vachengetedzi vepamisuo mikuru vaimira vachigaririra padzimba dzokuchengetera zvinhu dzokumisuo mikuru yacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Matania, naBakbukia, naObadia, naMeshurami, naTarmoni, naAkubi ʋakaŋga ʋari ʋarindi ʋe mikoʋa, ʋairinda pamatura pamasuʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Matania, naBhakibhukia, naObhadhiya, naMeshurami, naTarimoni, naAkubhi vakanga vari varindi vemikova, vairinda pamatura pamasuo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Mataniya naBhakibhukiya naObhadhiya naMeshuramu naTarimoni naAkubhu vaiva vachengetedzi vepamisuo mikuru vaimira vachigaririra padzimba dzokuchengetera zvinhu dzokumisuo mikuru yacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Mataniya naBhakibhukiya naObhadhiya naMeshuramu naTarimoni naAkubhu vaiva vachengetedzi vepamisuo mikuru vaimira vachigaririra padzimba dzokuchengetera zvinhu dzokumisuo mikuru yacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Matania Bhakibhukia, Dhadhia, Meshurami, Taramani, naAkubhi vakanga vari varindi vemikova namatura.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy