Nehemia 12:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakuru vakuru vevaRevhi ava vanoti: Hashabhiya naSherebhiya naJeshua mwanakomana waKadhimieri nehama dzavo vaiva vokumira pakatarisana navo vachitenda Mwari nokurumbidza maererano nezvakanga zvanzi zviitwe naDhavhidhi munhu waMwari, chikwata chichidairana nechimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakuru ʋaʋaRevi ʋakaŋga ʋari: Hashabia, naSherebia, naJeshua, mŋanakomana waKadmieri, nehama dzaʋo dzakatarisana naʋo pakurumbidza nokuʋoŋga, seɀakaŋga ɀarairwa naDavidi munhu waMŋari, ʋaciita madzoro pakuimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakuru vavaRevhi vakanga vari: Hashabhia, naSherebhia, naJeshua, mwanakomana waKadhimieri, nehama dzavo dzakatarisana navo pakurumbidza nokuvonga, sezvakanga zvarairwa naDhavhidhi munhu waMwari, vachiita madzoro pakuimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakuru vakuru vevaRevhi ava vanoti: Hashabhiya naSherebhiya naJeshua mwanakomana waKadhimieri nehama dzavo vaiva vokumira pakatarisana navo vachitenda Mwari nokurumbidza maererano nezvakanga zvanzi zviitwe naDhavhidhi munhu waMwari, chikwata chichidairana nechimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakuru vakuru vevaRevhi ava vanoti: Hashabhiya naSherebhiya naJeshua mwanakomana waKadhimieri nehama dzavo vaiva vokumira pakatarisana navo vachitenda Mwari nokurumbidza maererano nezvakanga zvanzi zviitwe naDhavhidhi munhu waMwari, chikwata chichidairana nechimwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvino vatungamiri vavaRevhi vaiva Hashabhia, Sherebhia naJeshua, mwanakomana waKadhimieri, nehama dzavo avo vaimira vakatarisana vachipa rumbidzo nokuvonga, uye vachiita madzoro sezvazvakanga zvarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari. Viz kapitola |