Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 KuvaRevhi uku, mumazuva aEriyashibhu naJohanani naJadhua, kwakanga kuna mazita akanyorwa avatungamiriri vedzimba dzamadzibaba acho pamwechetewo navapristi kusvikira mugore rokutonga kwaDhariusi muPezhiya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ƲaRevi ʋakanyorwa mazita aʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa pamazuʋa aEriashibi, naJoyada, naJohanani, naJadua; naʋaprista ʋo kuȿikira pakuɓata ʋushe kwaDariusi muPersia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 VaRevhi vakanyorwa mazita avakuru vedzimba dzamadzibaba pamazuva aEriashibhi, naJoyadha, naJohanani, naJadhua; navapristiwo kusvikira pakubata ushe kwaDhariusi muPerisia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 KuvaRevhi uku, mumazuva aEriyashibhu naJohanani naJadhua, kwakanga kuna mazita akanyorwa avatungamiriri vedzimba dzamadzibaba acho pamwechetewo navapristi kusvikira mugore rokutonga kwaDhariusi muPezhiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 KuvaRevhi uku, mumazuva aEriyashibhu naJohanani naJadhua, kwakanga kuna mazita akanyorwa avatungamiriri vedzimba dzamadzibaba acho pamwechetewo navapristi kusvikira mugore rokutonga kwaDhariusi muPezhiya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vakuru vedzimba dzavaRevhi mumazuva aEriashibhi, Joyadha, Johanani naJadhua, pamwe chete neavo vaiva vevaprista, vakanyorwa mazita avo pamazuva okutonga kwaDhariasi muPezhia.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy