Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 12:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mumazuva aJoyakimu, vapristi vakanga vari vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo vakamira vakadai: Seraya aiva wokwaMeraya Jeremiya ari wokwaHananiya

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Pamazuʋa aJoyakimi ʋaprista, iʋo ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋakaŋga ʋari: WokwaSeraya, Meraya; wokwaJeremia, Hanania;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Pamazuva aJoyakimu vapristi, ivo vakuru vedzimba dzamadzibaba, vakanga vari: wokwaSeraya, Meraya; wokwaJeremiya, Hanania;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mumazuva aJoyakimu, vapristi vakanga vari vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo vakamira vakadai: Seraya aiva wokwaMeraya Jeremiya ari wokwaHananiya

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mumazuva aJoyakimu, vapristi vakanga vari vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo vakamira vakadai: Seraya aiva wokwaMeraya Jeremiya ari wokwaHananiya

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzavaprista, pamazuva aJoyakimu: wokwaSeraya, aiva Meraya; wokwaJeremia, aiva Hanania;

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 12:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy