Nehemia 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vapristi navaRevhi vaya vakasimuka vakauya pamwechete naZerubhabhero mwanakomana waShearitieri naJeshua ndavava ava vanoti: Seraya naJeremiya naEzira Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino aʋa ndiʋo ʋaprista naʋaRevi ʋakaenda naZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, naJeshua: Seraya, naJeremia, naEzra; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino ava ndivo vapristi navaRevhi vakaenda naZerubhabheri, mwanakomana waShearitieri, naJeshua: Seraya, naJeremiya, naEzira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vapristi navaRevhi vaya vakasimuka vakauya pamwechete naZerubhabhero mwanakomana waShearitieri naJeshua ndavava ava vanoti: Seraya naJeremiya naEzira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vapristi navaRevhi vaya vakasimuka vakauya pamwechete naZerubhabhero mwanakomana waShearitieri naJeshua ndavava ava vanoti: Seraya naJeremiya naEzira Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZerubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira, Viz kapitola |