Nehemia 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanakomana vose vokwaPeresi, vaigara muJerusaremu vaiva varume mazana mana ana makumi matanhatu navasere dziri mvumba chaidzo dzokurwa hondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋanakomana ʋose ʋaPerezi ʋakaŋga ʋagere Jerusarema ʋakaȿika mazana manna namakumi matanhatu naʋasere, ʋarume ʋoʋumhare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vanakomana vose vaPerezi vakanga vagere Jerusaremu vakasvika mazana mana namakumi matanhatu navasere, varume voumhare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanakomana vose vokwaPeresi, vaigara muJerusaremu vaiva varume mazana mana ana makumi matanhatu navasere dziri mvumba chaidzo dzokurwa hondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vanakomana vose vokwaPeresi, vaigara muJerusaremu vaiva varume mazana mana ana makumi matanhatu navasere dziri mvumba chaidzo dzokurwa hondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvizvarwa zvaPerezi avo vaigara muJerusarema vaiva mazana mana namakumi matanhatu navasere vaiva varume voumhare. Viz kapitola |