Nehemia 11:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvimwe zvikwata zvevaRevhi maJudha umu zvakanga zvakabatanidzwa kune vokwaBhenjamini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋamŋe ʋaRevi ʋamapoka aJuda ʋakagara pakati paʋaBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Vamwe vaRevhi vamapoka aJudha vakagara pakati pavaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvimwe zvikwata zvevaRevhi maJudha umu zvakanga zvakabatanidzwa kune vokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvimwe zvikwata zvevaRevhi maJudha umu zvakanga zvakabatanidzwa kune vokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Mamwe mapoka avaRevhi vokwaJudha akandogara muBhenjamini. Viz kapitola |