Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vanhu vokwaBhenjamini vaigarawo kubvira Gebha zvichienda mberi kuMikimashi nokuAiya nokuBhetieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋana ʋaBenjamini ʋakagara kubva paGeba, paMikmashi, neAya, napaBeti‐eri nemisha yawo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vana vaBhenjamini vakagara kubva paGebha, paMikimashi, neAya, napaBhetieri nemishaya yawo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vanhu vokwaBhenjamini vaigarawo kubvira Gebha zvichienda mberi kuMikimashi nokuAiya nokuBhetieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vanhu vokwaBhenjamini vaigarawo kubvira Gebha zvichienda mberi kuMikimashi nokuAiya nokuBhetieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Zvizvarwa zvaBhenjamini zvaibva kuGebha zvakagara muMikimashi, neAija neBheteri namaruwa acho,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy