Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 nomuZanowa neAdhuramu nemisha yawo neRakishi nemisha yaro neAzeka nemisha yaro. Saizvozvo vakadzika matendhe kubvira kuBheerishebha kusvikira kuBani rokwaHinomu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 neZanoa, neAdurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neAzeka nemisha yaro. Naiɀoɀo ʋakaʋaka misasa yaʋo kubva paBeeri‐sheba kuȿikira pamupata weHinomi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 neZanoa, neAdhurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neaAzeka nemisha yaro. Naizvozvo vakavaka misasa yavo kubva paBheerishebha kusvikira pamupata weHinomi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 nomuZanowa neAdhuramu nemisha yawo neRakishi nemisha yaro neAzeka nemisha yaro. Saizvozvo vakadzika matendhe kubvira kuBheerishebha kusvikira kuBani rokwaHinomu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 nomuZanowa neAdhuramu nemisha yawo neRakishi nemisha yaro neAzeka nemisha yaro. Saizvozvo vakadzika matendhe kubvira kuBheerishebha kusvikira kuBani rokwaHinomu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zanoa, neAdhurami nemisha yawo, muRakishi neminda yaro, nomuAzeka namaruwa aro. Naizvozvo vakanga vagere munzvimbo yose kuBheerishebha kusvikira kuMupata weHinomi.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy