Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Panyaya yemisha namafuro ayo, vamwe vanhu vamaJudha umu vaigara mumaguta aya anoti: muKiriatiaribha nemisha yaro nomuDhibhoni nemisha yaro nomuJekabhuzieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Kana iri misha nokuruwa rwayo, ʋamŋe ʋaʋana ʋaJuda ʋakagara paKiriati‐araba nemisha yaro, napaDiboni nemisha yaro, napaJekabzeeri nemisha yaro;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Kana iri misha nokuruwa rwayo, vamwe vavana vaJudha vakagara paKiriatiarabha nemisha yaro, napaDhibhoni nemisha yaro, napaJekabhizeeri nemisha yaro;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Panyaya yemisha namafuro ayo, vamwe vanhu vamaJudha umu vaigara mumaguta aya anoti: muKiriatiaribha nemisha yaro nomuDhibhoni nemisha yaro nomuJekabhuzieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Panyaya yemisha namafuro ayo, vamwe vanhu vamaJudha umu vaigara mumaguta aya anoti: muKiriatiaribha nemisha yaro nomuDhibhoni nemisha yaro nomuJekabhuzieri nemisha yaro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Kana iri misha neminda yavo, vanhu vokwaJudha vakagara muKiriati Abha namaruwa akaripoteredza, muDhibhoni namaruwa aro, muJekabhizeri nemisha yaro,

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy